Tsumo Dzechishona Dzinotanga na Y, Z
Tsumo, the cherished pearls of wisdom in the Shona language, transcend time, carrying the profound insights of bygone generations. These condensed expressions serve as cultural beacons, imparting life lessons, moral teachings, cautionary tales, and sparks of inspiration. More than mere sayings, Tsumo are fragments of wisdom meticulously passed down through generations to instill morals, provide warnings, and inspire individuals. Here is a list of Tsumo that commence with the letters Y and Z, unraveling the rich tapestry of Shona culture and its enduring wisdom.
Also Read: Tsumo dzeChiShona Dzinotanga na H, I, J
Tsumo Dzinotanga na Y
- Yadeuka yadeuka mvura yemuguchu haidyorerwi.
- Yatsika musheche yamwa.
Tsumo Dzinotanga na Z
- Zano ndega akasiya jira mumasese.
- Zizi harina nyanga
- Zizi harina nyanga.
- Zviuya hazviwanani.
- Zviro zviyedzwa chembere yekwaChivi yakabika mabwe ikanwa muto.
- Zingizi gonyera pamwe maruva enyika haaperi.
- Zvikoni zvikoni mimba haibvi negosoro.
Refrences: